Salmos 106

SNA

1 Rumbidzai Jehovha.

2 Ndianiko angaparidza mabasa aJehovha esimba,

3 Vakaropafadzwa vanochengeta kururamisira,

4 Ndirangarirei, imi Jehovha, pamunoratidza nyasha kuvanhu venyu,

5 kuti ndifadzwe nokubudirira kwavasanangurwa venyu,

6 Takatadza, sezvakaita madzibaba edu;

7 Madzibaba edu paakanga ari muIjipiti,

8 Kunyange zvakadaro akavaponesa nokuda kwezita rake,

9 Akarayira Gungwa Dzvuku iro rikapwa;

10 Akavaponesa kubva muruoko rwomuvengi;

11 Mvura zhinji yakafukidza vadzivisi vavo;

12 Ipapo vakatenda vimbiso dzake

13 Asi vakakurumidza kukanganwa zvaakanga aita,

14 Havana kuzvidzora pakukara kwavo mugwenga;

15 Saka akavapa zvavakakumbira,

16 Vakaitira Mozisi godo mumusasa,

17 Nyika yakazaruka ikamedza Dhatani;

18 Moto wakapfuta pakati pavateveri vavo;

19 Vakaumba mhuru paHorebhi,

20 Vakatsinhanisa kubwinya kwavo

21 Vakakanganwa Mwari akavaponesa,

22 mabasa anoshamisa munyika yaHamu

23 Saka akati, achavaparadza,

24 Ipapo vakazvidza nyika inofadza;

25 Vakanyunyuta vari mumatende

26 Saka akapika akasimudza ruoko rwake

27 achaparadza zvizvarwa zvavo pakati pendudzi,

28 Vakazvibatanidza pamwe chete naBhaari wePeori,

29 Vakatsamwisa Jehovha namabasa avo akaipa,

30 Asi Finehasi akasimuka,

31 Izvozvo zvakanzi kwaari kururama

32 Vakatsamwisa Jehovha pamvura zhinji yeMeribha,

33 nokuti vakamukira Mweya waMwari,

34 Havana kuparadza marudzi

35 asi vakavhengana nendudzi,

36 Vakanamata zvifananidzo zvavo,

37 Vakabayira vanakomana vavo

38 Vakateura ropa risina mhosva,

39 Vakazvisvibisa nezvavakaita;

40 Naizvozvo Jehovha akatsamwira vanhu vake,

41 Akavaisa mumaoko endudzi,

42 Vavengi vavo vakavadzvinyirira,

43 Akavarwira kakawanda,

44 Asi akatarisa kutambudzika kwavo

45 akarangarira sungano yake nokuda kwavo,

46 Akaita kuti vanzwirwe

47 Tiponesei, imi Jehovha Mwari wedu,

48 Jehovha ngaarumbidzwe, iye Mwari waIsraeri,

Ler em outra tradução

Comparar lado a lado