Salmos 107

SNA

1 Vongai Jehovha, nokuti akanaka;

2 Vakadzikinurwa naJehovha ngavadaro,

3 avo vaakaunganidza kubva panyika dzose,

4 Vamwe vakadzungaira murenje nomugwenga,

5 Vakava nenzara nenyota,

6 Ipapo vakachema kuna Jehovha pakutambudzika kwavo,

7 Akavafambisa nenzira yakarurama

8 Vanhu ngavavonge Jehovha nokuda kworudo rwake rusingaperi,

9 nokuti anogutsa vane nyota,

10 Vamwe vakagara murima nokusurikirwa kwakadzama,

11 nokuti vakanga vamukira mashoko aMwari

12 Saka akaita kuti vashande zvinorwadza;

13 Ipapo vakachema kuna Jehovha pakutambudzika kwavo,

14 Akavabudisa murima nomukusviba kwakadzika dzika,

15 Vanhu ngavavonge Jehovha nokuda kworudo rwake rusingaperi,

16 nokuti anopwanya masuo endarira,

17 Vamwe vakava mapenzi nokuda kwenzira dzavo dzokumukira,

18 Vakasema zvokudya zvose,

19 Ipapo vakachema kuna Jehovha pakutambudzika kwavo,

20 Akatuma shoko rake uye akavaporesa;

21 Vanhu ngavavonge Jehovha nokuda kworudo rwake rusingaperi,

22 Ngavabayire zvibayiro zvokuvonga,

23 Vamwe vakafamba rwendo pagungwa nezvikepe;

24 Vakaona mabasa aJehovha,

25 Nokuti akataura uye akamutsa dutu

26 Vakaenda kumusoro kumatenga vakaendawo pasi kwakadzika;

27 Vakandeya vakadzedzereka savanhu vadhakwa; vakasvika pakupererwa namazano.

28 Ipapo vakachema kuna Jehovha pakutambudzika kwavo,

29 Akanyaradza dutu remhepo nezevezeve;

30 Vakafara parakadzikama,

31 Vanhu ngavavonge Jehovha nokuda kworudo rwake rusingaperi,

32 Ngavamukudze paungano yavanhu,

33 Akashandura nzizi dzikava gwenga,

34 uye nyika yezvibereko ikava gwenga romunyu,

35 Akashandura gwenga rikava madziva emvura,

36 ndipo paakagarisa vane nzara,

37 Vakadyara minda, uye vakasima minda yemizambiringa,

38 akavaropafadza, uye akavawanza zvikuru,

39 Ipapo vakava vashoma, uye vakaninipiswa vakadzvinyirirwa,

40 iye anodurura kuzvidzwa pamusoro pamakurukota,

41 Akasimudza vanoshayiwa kubva mukutambudzika kwavo,

42 Vakarurama vanozviona vagofara,

43 Ani naani akachenjera ngaachengete zvinhu izvi,

Ler em outra tradução

Comparar lado a lado