Salmos 104

SNA

1 Rumbidza Jehovha, mweya wangu.

2 Iye anozviputira muchiedza seanozviputira nenguo;

3 uye anogadzika matanda edzimba dzake dzapamusoro pamusoro pemvura yadzo zhinji.

4 Anoita mhepo nhume dzake,

5 Akamisa nyika pamusoro penheyo dzayo;

6 Makaifukidza nokwakadzika somunofukidza nenguo;

7 Asi pakutsiura kwenyu mvura zhinji yakatiza,

8 yakayerera napamusoro pamakomo,

9 Makatara muganhu waisingadariki;

10 Anoita kuti matsime adire mvura mumipata;

11 Anonwisa mhuka dzose dzesango mvura;

12 Shiri dzedenga dzinovaka matendere adzo pedyo nemvura;

13 Anodiridza makomo ari padzimba dzake dzapamusoro;

14 Anomeresa uswa hwemombe,

15 iyo waini inofadza mwoyo womunhu,

16 Miti yaJehovha inodiridzwa zvakanaka,

17 Shiri dzinoruka matendere adzo ipapo;

18 Makomo marefu ndeengururu;

19 Mwedzi unotara nguva,

20 Munouyisa rima, usiku hugovapo,

21 Shumba dzinoomba dzichitsvaka nyama,

22 Kana zuva robuda, idzo dzinoenda kure;

23 Ipapo munhu anobuda oenda kubasa rake,

24 Haiwa Jehovha, mabasa enyu manganiko!

25 Hero gungwa, rakakura uye rakapamhama,

26 Hezvo zvikepe zvinofamba-famba, nengwena,

27 Zvose izvi zvinotarira kwamuri

28 Pamunozvipa, zvinozviunganidza;

29 Pamunovanza chiso chenyu,

30 Pamunotuma Mweya wenyu,

31 Kubwinya kwaJehovha ngakugare nokusingaperi;

32 iye anotarira nyika, yobva yabvunda,

33 Ndichaimbira Jehovha upenyu hwangu hwose;

34 Kurangarira kwangu ngakumufadze,

35 Asi vatadzi ngavaparadzwe panyika,

Ler em outra tradução

Comparar lado a lado