Salmos 103

SNA

1 Rumbidza Jehovha, iwe mweya wangu;

2 Rumbidza Jehovha, iwe mweya wangu,

3 iye anokanganwira zvivi zvako zvose,

4 anodzikinura upenyu hwako kubva pagomba,

5 anogutsa zvido zvako nezvinhu zvakanaka,

6 Jehovha anoita zvakarurama,

7 Akazivisa nzira dzake kuna Mozisi,

8 Jehovha ane tsitsi nenyasha,

9 Haangarambi achipomera mhosva,

10 haatiitiri sezvakafanira zvivi zvedu,

11 Nokuti sokukwirira kwaakaita kudenga kumusoro kwenyika,

12 sokuva kure kwamabvazuva namavirira,

13 Sokunzwira tsitsi kunoita baba vana vavo,

14 nokuti anoziva kuti takaumbwa sei,

15 Kana ari munhu zvake, mazuva ake akaita souswa,

16 mhepo inorova napamusoro paro onei raenda,

17 Asi kubva pakusingaperi kusvikira pakusingaperi,

18 naavo vanochengeta sungano yake

19 Jehovha akasimbisa chigaro chake choushe kudenga,

20 Rumbidzai Jehovha, imi vatumwa vake,

21 Rumbidzai Jehovha, imi hondo dzose dzokudenga,

22 Rumbidzai Jehovha, imi mabasa ake ose

Ler em outra tradução

Comparar lado a lado