Salmos 102

SNA

1 Inzwai munyengetero wangu, imi Jehovha;

2 Regai kundivanzira chiso chenyu

3 Nokuti mazuva angu anopera soutsi;

4 Mwoyo wangu warohwa uye waoma souswa;

5 Nokuda kwokugomera kwangu

6 Ndafanana nezizi romugwenga,

7 Ndinovata ndakasvinura,

8 Zuva rose vavengi vangu vanondishungurudza;

9 Nokuti ndinodya madota sechokudya changu,

10 nokuda kwehasha dzenyu huru,

11 Mazuva angu akaita somumvuri wamadekwana;

12 Asi imi, iyemi Jehovha, munogara pachigaro choushe nokusingaperi;

13 Imi muchasimuka mugonzwira Zioni tsitsi,

14 Nokuti matombo aro anokosha kuvaranda venyu;

15 Ndudzi dzichatya zita raJehovha,

16 Nokuti Jehovha achavakazve Zioni,

17 Achadavira minyengetero yavanotambura;

18 Izvi ngazvinyorerwe zvizvarwa zvamangwana,

19 “Jehovha akatarira pasi ari panzvimbo yake tsvene yakakwirira,

20 kuti anzwe kugomera kwavasungwa

21 Saka zita raJehovha richaparidzwa muZioni,

22 panoungana marudzi noushe

23 Panguva youpenyu hwangu akatapudza simba rangu;

24 Saka ndakati,

25 Pamavambo makateya nheyo dzenyika,

26 Izvo zvichaparara, asi imi munogara muripo;

27 Asi imi mucharamba makadaro,

28 Vana vavaranda venyu vachagara pamberi penyu;

Ler em outra tradução

Comparar lado a lado