1 Ndichaimba nezvorudo rwenyu nokururamisira kwenyu;
2 Ndichangwarira kurarama upenyu husina chahungapomerwa.
3 Handingaisi chinhu chakaipa
4 Vanhu vane mwoyo yakatsauka vachava kure neni;
5 Ani naani anoitira muvakidzani wake makuhwa pakavanda,
6 Meso angu achava pamusoro pavakatendeka vari munyika,
7 Hakuna munhu anonyengera
8 Mangwanani oga oga ndichaita kuti