1 Danidzirai nomufaro kuna Jehovha, imi nyika dzose.
2 Shumirai Jehovha nomufaro;
3 Zivai kuti Jehovha ndiye Mwari.
4 Pindai pamasuo ake nokuvonga
5 Nokuti Jehovha akanaka uye rudo rwake runogara nokusingaperi;
SNA