Provérbios 9

SNA

1 Uchenjeri hwakavaka imba yahwo;

2 Hwakabika nyama yahwo; uye hukagadzira waini yahwo;

3 Hwakatuma varandakadzi vahwo,

4 Kuna avo vanoshayiwa njere hunoti,

5 Uyai, mudye zvokudya zvangu

6 Siyai nzira dzenyu dzisina mano mugorarama;

7 “Ani naani anorayira mudadi anozvitsvakira kutukwa;

8 Usatsiura mudadi kuti arege kukuvenga;

9 Rayira munhu akachenjera uye achawedzera uchenjeri hwake;

10 “Kutya Jehovha ndiwo mavambo ouchenjeri,

11 Nokuti neni mazuva ako achava mazhinji,

12 Kana uri wakachenjera, uchenjeri hwako huchakupa mubayiro;

13 Mukadzi benzi ane ruzha;

14 Anogara pamusuo wemba yake,

15 achidanidzira kuna avo vanenge vachipfuura napo,

16 Anoti kuna vaya vasina njere,

17 Mvura yakabiwa inozipa;

18 Asi zvavasingazivi ndezvokuti mune vakafa,

Ler em outra tradução

Comparar lado a lado