Provérbios 8

SNA

1 Ko, uchenjeri hahudanidziri here?

2 Panzvimbo dzakakwirira panzira,

3 parutivi rwamasuo okupinda muguta, pamikova,

4 “Kwamuri, imi varume, ndinodanidzira;

5 Imi vasina mano, wanai uchenjeri;

6 Teererai, nokuti ndine zvinhu zvinokosha zvokutaura;

7 Muromo wangu unotaura zvokwadi,

8 Mashoko ose omuromo wangu akarurama;

9 Kune ane njere ose zvawo akarurama,

10 Sarudza kurayira kwangu panzvimbo yesirivha,

11 nokuti uchenjeri hunokosha kupfuura marubhi,

12 “Ini, uchenjeri ndinogara pamwe chete navakachenjera;

13 Kutya Jehovha ndiko kuvenga zvakaipa;

14 Zano nokutonga kwakanaka ndezvangu;

15 Madzimambo anobata ushe neni

16 machinda anofambisa ushe neni,

17 Ndinoda avo vanondida,

18 Pfuma nokukudzwa zvineni,

19 Chibereko changu chakanaka kupfuura goridhe rakaisvonaka;

20 Ndinofamba munzira dzokururama,

21 ndichipa upfumi kuna avo vanondida,

22 “Jehovha akandibudisa sebasa rake rokutanga pamabasa ake,

23 ndakagadzwa kubva pakusingaperi,

24 Makungwa asati avapo, ndakaberekwa,

25 makomo asati aiswa munzvimbo dzawo,

26 asati aita nyika neminda

27 Ndakanga ndiripo paakaisa matenga munzvimbo dzawo,

28 paakaita makore kudenga

29 paakapa gungwa miganhu yaro

30 Ipapo ndini ndaiva mhizha parutivi rwake.

31 ndichifadzwa nenyika yake yose

32 “Saka zvino, vanakomana vangu, teererai kwandiri;

33 Teererai kurayira kwangu mugova vakachenjera;

34 Akaropafadzwa munhu anoteerera kwandiri,

35 Nokuti ani naani anondiwana anowana upenyu

36 Asi ani naani asingandiwani anozvikuvadza;

Ler em outra tradução

Comparar lado a lado