Provérbios 7

SNA

1 Mwanakomana wangu,

2 Chengeta mirayiro yangu ugorarama;

3 Uzvisungirire paminwe yako;

4 Uti kuuchenjeri, “Uri hanzvadzi yangu,”

5 zvichakuchengeta kure nomukadzi chifeve;

6 Napawindo remba yangu

7 Ndakaona pakati pavasina mano

8 Rakanga richidzika nomugwagwa pedyo nepakona yomukadzi uya,

9 panguva yorubvunzavaeni,

10 Ipapo mukadzi akabuda kuzosangana naye,

11 Anotaura noruzha uye anozvikudza,

12 imwe nguva ari munzira, imwe nguva ari pazvivara.

13 Akamubata ndokumutsvoda,

14 “Ndine zvipiriso zvokuwadzana kumba kwangu;

15 Saka ndauya kuzosangana newe;

16 Ndawaridza mubhedha wangu machira ane mavara,

17 Ndasasa zvinonhuhwira pamubhedha wangu, zvinoti:

18 Uya, tinwe tigute norudo kusvikira mangwanani;

19 Murume wangu haako kumba,

20 Akatakura homwe yake izere nemari

21 Namashoko okunyengetedza akamutsausa;

22 Pakarepo akamutevera senzombe

23 kusvikira museve wabaya chiropa chake,

24 Saka zvino, vanakomana vangu, teererai kwandiri;

25 Usarega mwoyo wako uchitsaukira kunzira dzake,

26 Vazhinji vakakuvadzwa naye vakawisirwa pasi;

27 Imba yake mugwagwa mukuru unoenda kuguva,

Ler em outra tradução

Comparar lado a lado