Provérbios 10

SNA

1 Zvirevo zvaSoromoni:

2 Pfuma yakawanikwa zvakaipa haibatsiri chinhu,

3 Jehovha haatenderi akarurama kuti anzwe nzara,

4 Maoko ane usimbe anoita kuti munhu ave murombo,

5 Anounganidza zvirimwa muzhizha, mwanakomana akachenjera,

6 Maropafadzo ndiwo korona yomusoro woakarurama,

7 Kuyeukwa kwowakarurama kuchava chikomborero,

8 Akachenjera pamwoyo anogamuchira mirayiro,

9 Munhu akarurama anofamba akachengetedzeka,

10 Uyo anochonya neziso roruvengo anouyisa kusuwa,

11 Muromo womunhu akarurama chitubu choupenyu,

12 Ruvengo runomutsa kupesana,

13 Uchenjeri hunowanikwa pamiromo yavane njere,

14 Vanhu vakachenjera vanochengeta zivo,

15 Upfumi hwavakapfuma ndiro guta ravo rina masvingo,

16 Mubayiro wavakarurama ndihwo upenyu,

17 Uyo anoteerera kurayira anoratidza nzira youpenyu,

18 Uyo anovanza ruvengo rwake ane miromo inoreva nhema,

19 Kana mashoko ari mazhinji, chivi hachingashayikwi,

20 Rurimi rwakarurama isirivha yakaisvonaka,

21 Miromo yemunhu akarurama inosimbisa vazhinji,

22 Kuropafadza kwaJehovha kunowanisa upfumi,

23 Benzi rinofadzwa nokuita zvakaipa,

24 Zvinotyiwa nowakaipa ndizvo zvichaitika kwaari;

25 Kana dutu rapfuura napo, vakaipa havazowanikwi,

26 Sevhiniga kumazino noutsi kumaziso,

27 Kutya Jehovha kunowedzera mazuva kuupenyu,

28 Tarisiro yowakarurama mufaro,

29 Nzira yaJehovha ndiyo utiziro hwavakarurama,

30 Akarurama haangatongodzurwi,

31 Muromo womunhu akarurama unobudisa uchenjeri,

32 Miromo yomunhu akarurama inoziva zvakafanira,

Ler em outra tradução

Comparar lado a lado