1 Kuronga kwomwoyo ndekwomunhu,
2 Nzira dzose dzomunhu dzinoita sedzakanaka pakuona kwake,
3 Kumikidza kuna Jehovha chose chaunoita,
4 Jehovha anoitira zvinhu zvose magumo azvo;
5 Jehovha anovenga vose vane mwoyo inozvikudza.
6 Kubudikidza norudo nokutendeka, chivi chinoyananisirwa,
7 Kana nzira dzomunhu dzichifadza Jehovha,
8 Zviri nani kuva nezvishoma mukururama,
9 Mumwoyo make munhu anoronga gwara rake,
10 Miromo yamambo inotaura seinotaura chirevo chaMwari,
11 Zviyero nezvienzaniso zvechokwadi zvinobva kuna Jehovha;
12 Madzimambo anovenga kuita zvakaipa,
13 Madzimambo anofarira miromo inotaura chokwadi;
14 Kutsamwa kwamambo inhume yorufu,
15 Kana chiso chamambo chichibwinya, zvinoreva upenyu,
16 Zviri nani sei kuwana uchenjeri pane goridhe,
17 Mugwagwa mukuru wavakarurama unonzvenga zvakaipa;
18 Kuzvikudza kunotangira kuparadzwa,
19 Zviri nani kuva nomweya unozvininipisa pakati pavakadzvinyirirwa
20 Ani naani anoteerera kurayirwa achabudirira,
21 Vakachenjera pamwoyo vanonzi ndivo vanonzvera,
22 Njere itsime roupenyu kuna avo vanadzo,
23 Mwoyo womunhu akachenjera unotungamirira muromo wake,
24 Mashoko anofadza akafanana nezinga rouchi,
25 Kune nzira inoita seyakanaka kumunhu,
26 Nzara yomushandi inomushandira;
27 Munhu asina maturo anoronga zvakaipa,
28 Munhu akatsauka anomutsa kupesana,
29 Munhu anoita nechisimba anonyengera muvakidzani wake,
30 Uyo anochonya nameso ake ari kuronga zvakaipa;
31 Bvudzi rakachena ikorona yakaisvonaka;
32 Zviri nani kuva munhu ane mwoyo murefu pane kuva murwi,
33 Mujenya unokandirwa pamakumbo,