Provérbios 17

SNA

1 Zviri nani kuva nechimedu chakaoma chechingwa uine rugare norunyararo

2 Muranda akachenjera achatonga mwanakomana anonyadzisa,

3 Hari ndeyokunyautsira sirivha uye choto ndechokunatsa goridhe,

4 Munhu akaipa anoteerera miromo yakaipa;

5 Uyo anoseka varombo anozvidza Musiki wavo,

6 Vana vevana ikorona kune vakwegura,

7 Kutaura kuna manyawi hakuna kufanira benzi,

8 Fufuro inofadza uyo anoipa;

9 Uyo anofukidzira kudarika kwomumwe anotsvaka rudo,

10 Kutsiurwa kunofadza munhu ane njere

11 Munhu akaipa anongotsvaka kumukira chete;

12 Zviri nani kusangana nechikara chatorerwa vana vacho

13 Kana munhu akaripira zvakanaka nezvakaipa

14 Kuvamba kwokukakavara kwakafanana nokudziurira mvura yedhamu;

15 Kupembedza ane mhosva nokupomera asina mhaka,

16 Ine basa reiko mari kana iri muruoko rwebenzi,

17 Shamwari inoda panguva dzose,

18 Munhu anoshayiwa njere ndiye anombunda noruoko rwake pamhiko,

19 Uyo anoda zvokukakavara anoda chivi;

20 Munhu ane mwoyo wakaipa haabudiriri;

21 Kuva nomwanakomana benzi kunouyisa kurwadziwa;

22 Mwoyo wakafara mushonga wakanaka,

23 Munhu akaipa anogamuchira fufuro muchivande,

24 Munhu ane njere anoisa uchenjeri pamberi,

25 Mwanakomana benzi anorwadzisa baba vake,

26 Hazvina kunaka kuranga munhu asina mhosva,

27 Munhu ano ruzivo anoshandisa mashoko achizvidzora,

28 Kunyange benzi, kana rakanyarara, rinonzi rakachenjera,

Ler em outra tradução

Comparar lado a lado