Provérbios 15

SNA

1 Mhinduro nyoro inodzora kutsamwa,

2 Rurimi rwowakachenjera runobudisa zivo,

3 Meso aJehovha ari pose pose,

4 Rurimi runouyisa kuporesa ndirwo muti woupenyu,

5 Benzi rinoramba kurayira kwababa varo,

6 Imba yowakarurama ine pfuma zhinji,

7 Miromo yavakachenjera inokusha zivo;

8 Jehovha anovenga chibayiro chowakaipa,

9 Jehovha anovenga nzira yeakaipa,

10 Kurangwa kwakaomarara kwakamirira uyo anotsauka kubva panzira;

11 Rufu nokuparadzwa zviri pachena pamberi paJehovha,

12 Mudadi anovenga kudzorwa;

13 Mwoyo wakafara, unofadza chiso,

14 Mwoyo unonzvera unotsvaka ruzivo,

15 Mazuva ose omunhu anotambudzika akaipa,

16 Zviri nani kuva nezvishoma uchitya Jehovha,

17 Zviri nani kuva nezvokudya zvomuriwo pane rudo,

18 Munhu ane hasha anomutsa bopoto,

19 Nzira yesimbe yakasoswa neminzwa,

20 Mwanakomana akachenjera anounzira baba vake mufaro,

21 Upenzi hunofadza munhu anoshayiwa njere,

22 Urongwa hunoparara kana pasina vanopa mazano,

23 Munhu anowana mufaro mukupa mhinduro yakanaka,

24 Nzira youpenyu kumunhu akachenjera inokwidza kumusoro,

25 Jehovha anoparadza imba yomunhu anozvikudza,

26 Jehovha anovenga pfungwa dzowakaipa,

27 Munhu anokara pfuma anouyisa kutambudzika kumhuri yake,

28 Mwoyo wokururama unoyera mhinduro dzawo,

29 Jehovha ari kure neakaipa,

30 Chiso chinobwinya chinofadza mwoyo,

31 Uyo anoteerera kutsiura

32 Uyo asina hanya nokurangwa anozvizvidza iye pachake,

33 Kutya Jehovha kunodzidzisa munhu uchenjeri,

Ler em outra tradução

Comparar lado a lado