1 Mwanakomana akachenjera anoteerera kurayira kwababa vake,
2 Kubva pazvibereko zvomuromo wake munhu achadya zvinhu zvakanaka,
3 Uyo anobata muromo wake anochengeta upenyu hwake,
4 Simbe inopanga asi igoshayiwa chinhu,
5 Vakarurama vanovenga nhema,
6 Kururama kunorinda munhu ane unhu hwakanaka,
7 Mumwe munhu anozviti mupfumi, asi asina chinhu;
8 Upfumi hwomunhu hunogona kudzikinura upenyu hwake,
9 Chiedza cheakarurama chinopenya kwazvo;
10 Kuzvikudza kunongouyisa kukakavara chete,
11 Mari yakawanikwa zvisakarurama ichakurumidza kupera,
12 Tariro kana ichinonoka inoodza mwoyo,
13 Uyo anozvidza kurayirwa achazozviripira izvozvo,
14 Kudzidzisa kwowakachenjera itsime roupenyu,
15 Kunzwisisa kwakanaka kunowanisa nyasha,
16 Munhu wose akachenjera anoita zvinhu noruzivo,
17 Nhume yakaipa inowira munjodzi,
18 Uyo anozvidza kurayirwa achava murombo uye achanyadziswa,
19 Chishuvo chazadziswa chinozipa pamweya,
20 Uyo anofamba navakachenjera achachenjerawo,
21 Zvakaipa zvinotevera mutadzi,
22 Munhu akanaka anosiyira vana vevana vake nhaka,
23 Munda womurombo ungabereka zvokudya zvakawanda,
24 Anorega kushandisa shamhu anovenga mwanakomana wake,
25 Vakarurama vanodya zvinogutsa mwoyo yavo,