Jó 27

SNA

1 Zvino Jobho akapfuurira mberi nokutaura achiti:

2 “Zvirokwazvo naMwari mupenyu, iye akaramba kundiruramisira,

3 chero ndichine upenyu mandiri,

4 miromo yangu haingatauri zvakashata,

5 Handingambobvumi kuti muri kutaura chokwadi;

6 Ndichachengetedza kururama kwangu uye handingakuregedzi;

7 “Vavengi vangu ngavaite savakaipa,

8 Ko, munhu asina Mwari ane tariro yeiko kana afa,

9 Ko, Mwari anoteerera kuchema kwake

10 Iye angawana mufaro muna Wamasimba Ose here?

11 “Ndichakudzidzisai nezvesimba raMwari;

12 Imi mose makazviona izvi pachenyu.

13 “Haano magumo anogoverwa vakaipa naMwari,

14 Hazvinei kuti vana vake vakawanda sei, magumo avo munondo;

15 Denda richaviga vaya vanenge vasara,

16 Kunyange akaunganidza sirivha seguruva,

17 zvaanowana zvichapfekwa navakarurama,

18 Imba yaanovaka yakaita sedende rechipfukuto,

19 Anovata pasi akapfuma, asi haachazviitizve;

20 Zvinotyisa zvinomubata kufanana namafashamu;

21 Mhepo yokumabvazuva inomutakura ichimuendesa kure, achibva zvachose.

22 Inovhuvhuta paari isingamunzwiri ngoni,

23 Inomuomberera maoko ichimuseka,

Ler em outra tradução

Comparar lado a lado