1 Ipapo Bhiridhadhi muShuhi akapindura akati:
2 “Kubata ushe nokutyiwa ndezvaMwari;
3 Mauto ake angaverengwa here?
4 Zvino munhu angava akarurama seiko pamberi paMwari?
5 Kunyange dai mwedzi ukasachena,
6 ndoda munhu zvake, iro gonye zvaro,
SNA