Jó 24

SNA

1 “Seiko Wamasimba Ose asingatari nguva dzokutonga?

2 Vanhu vanobvisa mabwe omuganhu;

3 Vanotinha mbongoro dzenherera,

4 Vanodzinga vanoshayiwa kubva panzira,

5 Sezvinoita mbizi murenje,

6 Vanosunganidza uswa mumasango,

7 Vashaya nguo, vagovata usiku hwose vasina zvavakapfeka

8 Vanototeswa nemvura inonaya mumakomo,

9 Mwana nherera anobvutwa kubva pazamu;

10 Nokushayiwa zvokufuka, vanongofamba-famba havo vasina kupfeka;

11 Vanopwanya maorivhi pakati pemihoronga;

12 Kugomera kwavanhu vanofa kunonzwika muguta,

13 “Varipo vanomukira chiedza,

14 Panongovira zuva, muurayi anobva amuka, uye anouraya varombo navanoshayiwa;

15 Ziso remhombwe rinomirira rubvunzavaeni;

16 Vanhu vanopaza dzimba murima,

17 Kwavari vose zvavo, rima guru ndiwo mangwanani avo;

18 “Nyamba ivo ifuro riri pamusoro pemvura;

19 Kupisa nokuoma sezvakunobvisa chando chanyunguduka,

20 Chizvaro chinovakanganwa, honye inovadya;

21 Vanovandira mukadzi asingabereki, asina mwana,

22 Asi Mwari anokwekweredza vane simba nesimba rake;

23 Angavarega zvavo vakazorora vachifungidzira kuti vakachengetedzwa;

24 Vanosimudzirwa kwechinguva chiduku, gare gare vaenda;

25 “Kana zvisina kudaro, ndiani anganditi ndinoreva nhema,

Ler em outra tradução

Comparar lado a lado