Jó 23

SNA

1 Ipapo Jobho akapindura akati:

2 “Kunyange nanhasi ndinonyunyuta ndine shungu;

3 Dai chete ndaiziva kwandingamuwana;

4 Ndaitaura hangu mhaka yangu pamberi pake,

5 Ndaizoziva hangu zvaaizondipindura,

6 Kuti aizondidzivisa nesimba guru here?

7 Ipapo munhu akarurama aigona kuzotaura mhaka yake pamberi pake,

8 “Asi kana ndikaenda kumabvazuva, iye haako;

9 Paanenge ari pabasa nechokumusoro, handimuoni;

10 Asi iye anoziva nzira yandinofamba nayo;

11 Tsoka dzangu dzakanyatsotevera paakatsika;

12 Handina kumbobva pamirayiro yemiromo yake;

13 “Asi iye anomira oga, uye ndiani angapikisana naye?

14 Anoita zvaakatema pamusoro pangu,

15 Ndokusaka ndichitya pamberi pake;

16 Mwari akaita kuti mwoyo wangu unete;

17 Kunyange zvakadaro rima harina kuita kuti ndinyarare,

Ler em outra tradução

Comparar lado a lado