Jó 22

SNA

1 Ipapo Erifazi muTemani akapindura akati:

2 “Ko, munhu angabatsira Mwari here?

3 Wamasimba Ose angawana mufaro weiko dai iwe wakarurama?

4 “Imhaka yokumunamata kwako here

5 Zvakaipa zvako hazvina kukura here?

6 Wakakumbira rubatso kuhama dzako pasina;

7 Wakanyima mvura vakaneta

8 kunyange wakanga uri munhu ane simba, ane minda yake,

9 Wakadzinga chirikadzi dzisina chinhu

10 Ndokusaka misungo yakakukomberedza,

11 ndokusaka kuine rima usingakwanisi kuona,

12 “Ko, Mwari haazi kumusoro kwokudenga here?

13 Asi imi munoti, ‘Mwari anoziveiko?

14 Makore matema anomufukidza,

15 Ko, iwe ucharambira munzira yakare

16 Ivo vakabvutwa nguva yavo isati yasvika,

17 Vakati kuna Mwari, ‘Tisiyei takadaro!

18 Sezvo ari iye akazadza dzimba dzavo nezvinhu zvakanaka,

19 “Vakarurama vanoona kuparadzwa kwavo vagofara,

20 ‘Zvirokwazvo vadzivisi vedu vaparadzwa,

21 “Zviise pasi paMwari ugova norugare naye,

22 Gamuchira kurayira kunobva mumuromo make

23 Kana ukadzokera kuna Wamasimba Ose, uchadzoredzerwa:

24 uye ukaisa goridhe rako paguruva,

25 ipapo Wamasimba Ose achava goridhe rako,

26 Zvirokwazvo ipapo uchawana mufaro muna Wamasimba Ose,

27 Uchanyengetera kwaari, uye achakunzwa,

28 Zvaunotaura sechirevo zvichaitika,

29 Vanhu pavanodzikiswa iwe ukati, ‘Vasimudzei!’

30 Achadzikinura kunyange uyo ane mhosva,

Ler em outra tradução

Comparar lado a lado