Provérbios 3

SNA

1 Mwanakomana wangu, usakanganwa kudzidzisa kwangu,

2 nokuti zvichawedzera makore mazhinji kuupenyu hwako,

3 Rudo nokutendeka ngazvirege kukusiya;

4 Ipapo uchawana nyasha nezita rakanaka

5 Vimba naJehovha nomwoyo wako wose

6 munzira dzako dzose umutungamidze,

7 Usazviita munhu akachenjera pamaonero ako;

8 Izvi zvichava utano pamuviri wako

9 Kudza Jehovha nepfuma yako,

10 ipapo matura ako achazadzwa kusvikira pakufashukira,

11 Mwanakomana wangu, usazvidza kuranga kwaJehovha,

12 nokuti Jehovha anoranga avo vaanoda,

13 Akaropafadzwa munhu anowana uchenjeri,

14 nokuti hwakanyanya kunaka kupfuura sirivha,

15 Hunokosha kupfuura marubhi;

16 Mazuva mazhinji oupenyu ari muruoko rwahwo rworudyi;

17 Nzira dzahwo dzinofadza,

18 Ndihwo muti woupenyu kuna vose vanohumbundikira;

19 Nouchenjeri Jehovha akateya nheyo dzenyika,

20 noruzivo rwake mvura dzakadzika dzakapatsanurwa,

21 Mwanakomana wangu, chengetedza kutonga kwakanaka nokungwara,

22 zvichava upenyu kwauri,

23 Ipapo uchafamba panzira yako murugare,

24 paunovata pasi, haungatyi; paunovata pasi,

25 Usatya zvako dambudziko rinovhundutsa

26 nokuti Jehovha achava chivimbo chako

27 Usarega kuitira zvakanaka kuno uyo akafanirwa nazvo,

28 Usati kumuvakidzani wako,

29 Usaronga kuitira muvakidzani wako zvakaipa,

30 Usapomera munhu mhosva pasina chikonzero,

31 Usachiva munhu anoita zvinhu nechisimba,

32 nokuti Jehovha anovenga munhu akatsauka,

33 Kutuka kwaJehovha kuri paimba yeakaipa,

34 Anoseka vaseki vanozvikudza,

35 Vakachenjera vanowana kukudzwa,

Ler em outra tradução

Comparar lado a lado