Jeremias 12

SNA

1 Imi munogara makarurama, iyemi Jehovha,

2 Makavasima, uye vava nemidzi;

3 Asi munondiziva, imi Jehovha;

4 Nyika ichasvika riniko yakangooma,

5 “Kana wakaita nhangemutange navanhu netsoka,

6 Hama dzako, mhuri yako chaiyo,

7 “Ndichasiya imba yangu,

8 Nhaka yangu yava kwandiri

9 Ko, nhaka yangu haizova kwandiri segondo rina mavara here,

10 Vafudzi vazhinji vachaparadza munda

11 Uchaitwa dongo rakaoma

12 Pamusoro pezvikomo zvisina miti zviri mugwenga,

13 Vachadyara gorosi asi vachakohwa minzwa;

14 Zvanzi naJehovha: “Kana vari vakaipa vakavakidzana nemi vanopamba nhaka yandakapa vanhu vangu vaIsraeri ndichavadzura munyika dzavo uye ndichadzura imba yaJudha kubva pakati pavo.

15 Asi mushure mokuvadzura, ndichavanzwirazve tsitsi uye ndichadzosa mumwe nomumwe wavo kunhaka yake nokunyika yake.

16 Zvino kana vadzidza zvakanaka nzira dzavanhu vangu uye vakapika nezita rangu, vachiti, ‘Zvirokwazvo naJehovha mupenyu,’ kunyange havo vakambodzidzisa vanhu vangu kupika naBhaari, ipapo vachasimbiswa pakati pavanhu vangu.

17 Asi kana pano rudzi rusingateereri, ndicharudzura zvachose ndigoruparadza,” ndizvo zvinotaura Jehovha.

Ler em outra tradução

Comparar lado a lado