1 Nokuda kweZioni handinganyarari,
2 Ndudzi dzichaona kururama kwako,
3 Uchava korona yokubwinya muruoko rwaJehovha,
4 Havachazokutizve Musiyiwa,
5 Sejaya zvarinowana mhandara,
6 Ndakagadza nharirire pamasvingo ako, iwe Jerusarema;
7 uye musamupa zororo kusvikira asimbisa Jerusarema,
8 Jehovha akapika noruoko rwake rworudyi,
9 asi ivo vanokohwa ndivo vachadya
10 Pfuurai, pfuurai napamasuo!
11 Jehovha akaparidzira kumagumo enyika achiti, “Uti kuMwanasikana weZioni, ‘Tarira, Muponesi wako ouya! Tarira, mubayiro wake anawo, uye kuripira kwake kunomutevera.’ ”
12 Vachanzi Vanhu Vatsvene, Vakadzikinurwa vaJehovha; uye iwe uchanzi Mutsvakwa, iro Guta Risina Kuzova Dongo.