Provérbios 1

SNA

1 Zvirevo zvaSoromoni mwanakomana waDhavhidhi, mambo weIsraeri:

2 kuti uwane uchenjeri nokurayirwa;

3 kuti uve noupenyu hwokuzvibata hune uchenjeri

4 kuti vasina mano vapiwe uchenjeri,

5 vakachenjera ngavanzwe uye vagowedzera pakudzidza kwavo,

6 kuti vanzwisise zvirevo nemifananidzo,

7 Kutya Jehovha ndiwo mavambo ezivo,

8 Mwanakomana wangu, teerera,

9 Zvichava chishongo chakanaka pamusoro wako

10 Mwanakomana wangu, kana vatadzi vachikukwezva,

11 Kana vakati, “Handei tose;

12 ngativamedzei vari vapenyu, seguva,

13 tichawana marudzi ose ezvinhu zvinokosha

14 isa zvinhu zvako pamwe chete nesu,

15 mwanakomana wangu, usabvumirana navo,

16 nokuti tsoka dzavo dzinomhanyira muchivi,

17 Hazvibatsiri sei kutambanudza mumbure

18 Varume ava vanovandira ropa ravo vomene;

19 Aya ndiwo magumo avaya vanotsvaka pfuma nenzira yakaipa;

20 Uchenjeri hunodanidzira nenzwi guru mumugwagwa,

21 kumusoro kwemigwagwa ine ruzha hunodanidzira,

22 “Kusvikira riniko imi vasina mano, muchingoda kugara musina mano?

23 Dai makateerera kutsiura kwangu,

24 Asi sezvo makandiramba pandakakudanai

25 sezvo makashaya hanya nokurayira kwangu,

26 iniwo ndichaseka panguva yenjodzi yenyu;

27 dambudziko parichakukundai sedutu,

28 “Ipapo vachadana kwandiri asi ini handingavapinduri;

29 Sezvo vakavenga zivo

30 sezvo vasina kugamuchira yambiro yangu,

31 vachadya zvibereko zvenzira dzavo

32 Nokuti kusateerera kwavasina mano kuchavaurayisa,

33 asi ani naani achanditeerera achagara murugare,

Ler em outra tradução

Comparar lado a lado