Jeremias 30

SNA

1 Iri ndiro shoko rakauya kuna Jeremia richibva kuna Jehovha richiti,

2 “Zvanzi naJehovha, Mwari waIsraeri, ‘Nyora mubhuku mashoko ose andakakuudza.

3 Mazuva anouya,’ ndizvo zvinotaura Jehovha, ‘andichadzosa vanhu vangu, vaIsraeri navaJudha kubva kuutapwa. Uye ndichavadzosera kunyika yandakapa madzitateguru avo kuti ive yavo,’ ndizvo zvinotaura Jehovha.”

4 Aya ndiwo mashoko akataurwa naJehovha pamusoro peIsraeri neJudha:

5 “Zvanzi naJehovha:

6 Bvunzai muone:

7 Haiwa, zuva iro richatyisa seiko!

8 “ ‘Pazuva iro,’ ndizvo zvinotaura Jehovha Wamasimba Ose,

9 Asi, vachashumira Jehovha Mwari wavo

10 “ ‘Saka, usatya, iwe Jakobho muranda wangu;

11 Ndinewe uye ndichakuponesa,’

12 “Zvanzi naJehovha:

13 Hakuna anokureverera mhaka yako,

14 Vose vaikuda vakakukanganwa;

15 Unochemeiko pamusoro pevanga rako,

16 “ ‘Asi vose vanokudya iwe vachadyiwawo;

17 Asi ndichakudzorera pautano

18 “Zvanzi naJehovha:

19 Nziyo dzokuvonga dzichabva kwavari

20 Vana vavo vachava sepamazuva ekare,

21 Mutungamiri wavo achava mumwe wokwavo;

22 ‘Saka muchava vanhu vangu,

23 Tarirai, dutu raJehovha

24 Kutsamwa kunotyisa kwaJehovha hakungadzoki,

Ler em outra tradução

Comparar lado a lado