Jeremias 20

SNA

1 Muprista Pashuri mwanakomana waImeri, mutariri mukuru mutemberi yaJehovha, akati anzwa Jeremia achiprofita zvinhu izvi,

2 akarayira kuti Jeremia muprofita arohwe agoiswa muchitokisi paSuo Rokumusoro raBhenjamini raiva patemberi yaJehovha.

3 Chifumi chamangwana, Pashuri akati amusunungura kubva muchitokisi, Jeremia akati kwaari, “Zita rinopiwa kwauri naJehovha harisi Pashuri, asi Magori-Misabhibhi (zvichireva zvinotyisa kumativi ose).

4 Nokuti zvanzi naJehovha: ‘Ndichakuita chinhu chinokutyisa iwe pachako nokushamwari dzako dzose; uchadziona nemeso ako dzichiwisirwa pasi nomunondo wavavengi vavo. Ndichaisa Judha rose mumaoko amambo weBhabhironi, uye achavaendesa kuBhabhironi kana kuvauraya nomunondo.

5 Ndichaisa pfuma yose yeguta rino, nezvose zvavakawana, nezvose zvinokosha zvaro, nepfuma yose yamadzimambo eJudha, mumaoko avavengi vavo. Vachazvipamba ndokuzviendesa kuBhabhironi.

6 Zvino iwe Pashuri, navose vanogara mumba mako muchatapwa mugondogariswa kuBhabhironi. Uchandofira ikoko, iwe neshamwari dzako dzose dzawaiprofitira nhema.’ ”

7 Haiwa Jehovha makandinyengera, uye ndakanyengerwa;

8 Pandinotaura pose, ndinodanidzira

9 Asi kana ndikati, “Handicharevi zita rake,

10 Ndinonzwa vazhinji vachizevezera vachiti,

11 Asi Jehovha aneni semhare ine simba;

12 Haiwa Jehovha Wamasimba Ose, iyemi munoedza vakarurama

13 Imbirai Jehovha!

14 Ngaritukwe zuva randakaberekwa!

15 Ngaatukwe munhu akazivisa baba vangu shoko,

16 Munhu uyo ngaave semaguta

17 Nokuti haana kundiuraya ndiri mudumbu,

18 Ndakambobudireiko mudumbu

Ler em outra tradução

Comparar lado a lado