Ezequiel 27

SNA

1 Shoko raJehovha rakasvika kwandiri richiti,

2 “Mwanakomana womunhu, chema pamusoro peTire.

3 Uti kuTire, riri pasuo rokugungwa, mushambadziri wavanhu vamarudzi ose pazviwi zvizhinji, ‘Zvanzi naIshe Jehovha:

4 Simba rako rakanga riri pamakungwa makuru;

5 Vakaita mapuranga ako ose

6 Vakaita matanda okukwasva nawo

7 Maseiri ako akanga ari omucheka wakarukwa zvakaisvonaka waibva kuIjipiti,

8 Varume veSidhoni neArivhadhi ndivo vakanga vari vakwasvi vako;

9 Mhare dzoumhizha dzeGebhari vakanga varimo,

10 “ ‘Varume vokuPezhia, neRidhia nePuti

11 Varume vokuArivhadhi nevokuHereki

12 “ ‘Tashishi yakatengeserana newe nokuda kwepfuma yako huru yenhumbi; vakatsinhanisa sirivha, nesimbi, netini nedare zvokushambadzira zvako.

13 “ ‘Girisi, Tubhari neMesheki dzakatengeserana newe; vakatsinhanisa nhapwa nezvinhu zvendarira zvezvigadzirwa zvako.

14 “ ‘Varume veBheti Togarima vakatsinhanisa mabhiza ebasa namabhiza ehondo namanyurusi kuti uzvishambadzire.

15 “ ‘Varume vokuRodhe vakatengeserana newe, uye zviwi zvizhinji zvakanga zviri nzvimbo dzako dzokutengesera; vaikuripira nenyanga dzenzou nomuti womuvanga.

16 “ ‘Aramu yakatengeserana newe nokuda kwezvibereko zvako zvizhinji; vakatsinhanisa matombo eturikoise nemicheka yepepuru, nezvakarukwa, nemicheka yakaisvonaka, nekorari namatombo amarubhi zvokutengesa zvako.

17 “ ‘Judha neIsraeri vakatengeserana newe, vakatsinhanisa gorosi neMiniti nezvinotapira, uchi, mafuta nebharimi nezvigadzirwa zvako.

18 “ ‘Dhamasiko, rakatengeserana newe nokuda kwezvigadzirwa zvako zvizhinji nepfuma yenhumbi newaini yaibva kuHeribhoni newuru yaibva kuZahari.

19 “ ‘VaDhani navaGiriki vaibva kuUzari vakatenga zvawaishambadzira; vakatsinhanisa simbi yakabikwa, nekasia, nekaramo zvigadzirwa zvako.

20 “ ‘Dhedhani akatengeserana newe machira okugarira pamabhiza.

21 “ ‘Arabhia namachinda ose eKedhari vakanga vachikutengera; vakatengeserana newe namakwayana, makondobwe nembudzi.

22 “ ‘Vashambadziri vokuShebha neRama vakatengeserana newe; pane zvawaishambadzira iwe ivo vakatsinhanisa namarudzi ezvinonhuhwira ose uye namabwe anokosha, negoridhe.

23 “ ‘Harani, Kane neEdheni navashambadziri vokuShebha, Ashuri neKirimadhi vakatengeserana newe.

24 Vakatengeserana newe munzvimbo dzokutengesera nguo dzakaisvonaka, dzemicheka yebhuruu, nezvakarukwa, namachira amavara namabote akakoswa uye ane mafundo akasimba.

25 “ ‘Zvikepe zveTashishi zvakashanda

26 Vakwasvi vako vanokutora

27 Pfuma yako, nenhumbi dzokutengesa nezvakagadzirwa,

28 Nyika dzokumahombekombe dzichadengenyeka

29 Vose vanobata matanda okukwasva

30 Vachadanidzira namanzwi avo

31 Vachaveura misoro yavo nokuda kwako,

32 Pavanoungudza nokuchema pamusoro pako,

33 Pakabuda vashambadziri vako vachienda kugungwa,

34 Zvino wakaputsanyiwa negungwa

35 Vose vanogara mumahombekombe vanoshamiswa newe;

36 Vashambadziri vari pakati pendudzi vanokuridzira muridzo;

Ler em outra tradução

Comparar lado a lado