1 “Chema pamusoro pamachinda eIsraeri
2 uti:
3 Yakarera mumwe mwana wayo,
4 Ndudzi dzakanzwa nezvayo,
5 “ ‘Yakati ichiona kuti tariro yayo haina kuzadziswa,
6 Yakafamba ichinyahwaira pakati peshumba,
7 Yakakoromora nhare dzavo
8 Ipapo ndudzi dzakarwisana nayo,
9 Vakaipinza muchizarira nezvikokovono
10 “ ‘Mai vako vakanga vakaita somuzambiringa mumunda wako wemizambiringa,
11 Matavi awo akanga akasimba,
12 Asi wakadzurwa nehasha
13 Zvino wakasimwa mugwenga,
14 Moto wakapambira uchibva kune rimwe davi rawo guru